ƲaHeberu 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Imi makada ururami mukavenga unyangadzi, “Ndosaka Mwari, iye Mwari wenyu, akakugadzai ukuru pamusoro pavamwe venyu nokukuzodzai namafuta orufaro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Makaɗa kururama, mukaʋeŋga kusarurama; Saka Mŋari, iye Mŋari wenyu, wakakuzodzai Namafuta okufara kupfuʋura shamŋari dzenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Makada kururama, mukavenga kusarurama; Saka Mwari, iye Mwari wenyu, akakuzodzai Namafuta okufara kupfuura shamwari dzenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Imi makada ururami mukavenga unyangadzi, “Ndosaka Mwari, iye Mwari wenyu, akakugadzai ukuru pamusoro pavamwe venyu nokukuzodzai namafuta orufaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Imi makada ururami mukavenga unyangadzi, “Ndosaka Mwari, iye Mwari wenyu, akakugadzai ukuru pamusoro pavamwe venyu nokukuzodzai namafuta orufaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Makada kururama uye mukavenga kusarurama; naizvozvo Mwari, Mwari wenyu, akakuisai pamusoro peshamwari dzenyu nokukuzodzai namafuta okufara.” Viz kapitola |