ƲaFiripi 4:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ndikwazisirei vatendi vose muna Kristu. Hama dzandinadzo dzinokukwazisai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ndikwazisirei mutȿene mumŋe nomumŋe munaKristu Jesu. Hama dzineni dzinokukwazisai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Ndikwazisirei mutsvene mumwe nomumwe muna Kristu Jesu. Hama dzineni dzinokukwazisai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ndikwazisirei vatendi vose muna Kristu. Hama dzandinadzo dzinokukwazisai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Ndikwazisirei vatendi vose muna Kristu. Hama dzandinadzo dzinokukwazisai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Kwazisai vatsvene vose muna Kristu Jesu. Hama dzandinadzo dzinokukwazisai. Viz kapitola |