ƲaFiripi 4:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mwari wangu achakupai zvose zvamunenge musina maererano noupfumi hwake husingatauriki muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino Mŋari waŋgu ucazadzisa kushaiwa kwenyu kwose pafuma yake, mukubginya, munaKristu Jesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvino Mwari wangu achazadzisa kushayiwa kwenyu kwose papfuma yake, mukubwinya, muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mwari wangu achakupai zvose zvamunenge musina maererano noupfumi hwake husingatauriki muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mwari wangu achakupai zvose zvamunenge musina maererano noupfumi hwake husingatauriki muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Uye Mwari wangu achazadzisa zvamunoshayiwa zvose maererano nokubwinya kwepfuma yake muna Kristu Jesu. Viz kapitola |