Online Bible

- Reklamy -

ƲaFiripi 4:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Handisi kutaura izvi pamusana pokushaya chokubata nokuti ini ndakadzidza kugutsikana namamiriro anenge akaita zvinhu kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Handireʋi iɀoɀi nokuti ndinoshaiwa; nokuti ini ndakadzidza kutenda neɀose ɀandinaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Handirevi izvozvi nokuti ndinoshayiwa; nokuti ini ndakadzidza kutenda nezvose zvandinazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Handisi kutaura izvi pamusana pokushaya chokubata nokuti ini ndakadzidza kugutsikana namamiriro anenge akaita zvinhu kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Handisi kutaura izvi pamusana pokushaya chokubata nokuti ini ndakadzidza kugutsikana namamiriro anenge akaita zvinhu kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Handirevi izvi nokuda kwokuti ndinoshayiwa, nokuti ndakadzidza kugutsikana nezvinenge zviripo.

Viz kapitola kopírovat

ƲaFiripi 4:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy