ƲaFiripi 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi zvandaiona sezvine basa kwandiri, ndava kuzvitora sokutorasikirwa kwandakaita pamusana paKristu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi iɀoɀo, ɀaiʋa fuma kwandiri, ndakati ndiko kurashikirwa hako nokuɗa kwaKristu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Asi izvozvo, zvaiva pfuma kwandiri, ndakati ndiko kurashikirwa hako nokuda kwaKristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi zvandaiona sezvine basa kwandiri, ndava kuzvitora sokutorasikirwa kwandakaita pamusana paKristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi zvandaiona sezvine basa kwandiri, ndava kuzvitora sokutorasikirwa kwandakaita pamusana paKristu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi zvose zvakanga zviri pfuma kwandiri, ndakaona kuri kurasikirwa nokuda kwaKristu. Viz kapitola |