ƲaFiripi 3:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zvakadaro zvazvo ngatirambei takabatisisa zvatinazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi, ŋgatirambe ticifamba ɓedzi nomurairo iwoyu wataȿika nawo pataȿika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Asi, ngatirambe tichifamba bedzi nomuraviro iwoyu watasvika nawo patasvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zvakadaro zvazvo ngatirambei takabatisisa zvatinazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Zvakadaro zvazvo ngatirambei takabatisisa zvatinazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ngatiraramei bedzi zvinopindirana nezvatakawana. Viz kapitola |