ƲaFiripi 3:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndinoramba ndichingovavarira kusvika pakatarwa kuti ndiwane mubayiro wokumusoro unodaidzirwa naMwari muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 ndinoshiŋgairira kunharidzano, kuti ndipiwe muɓairo wokuɗana kwaMŋari kunobva kuɗeŋga, munaKristu Jesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 ndinoshingairira kunharidzano, kuti ndipiwe mubayiro wokudana kwaMwari kunobva kudenga, muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndinoramba ndichingovavarira kusvika pakatarwa kuti ndiwane mubayiro wokumusoro unodaidzirwa naMwari muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndinoramba ndichingovavarira kusvika pakatarwa kuti ndiwane mubayiro wokumusoro unodaidzirwa naMwari muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 ndinoshingairira kuchinangwa chokupedzisira kuti ndiwane mubayiro wandakadanirwa naMwari kudenga muna Kristu Jesu. Viz kapitola |