Online Bible

- Reklamy -

ƲaFiripi 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ava munhu kudaro akazvidukupisa akateerera kudzamara pakufa, rufu rwomuchinjikwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 akati awanikwa nomufananidzo womunhu, akaɀininipisa, akaterera kuȿikira parufu, irwo rufu rwomucinjikwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 akati awanikwa nomufananidzo womunhu, akazvininipisa, akateerera kusvikira parufu, irwo rufu rwomuchinjikwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ava munhu kudaro akazvidukupisa akateerera kudzamara pakufa, rufu rwomuchinjikwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Ava munhu kudaro akazvidukupisa akateerera kudzamara pakufa, rufu rwomuchinjikwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Uye akati awanikwa ane chimiro chomunhu, akazvininipisa uye akateerera kusvikira pakufa, kunyange rufu pamuchinjikwa.

Viz kapitola kopírovat

ƲaFiripi 2:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy