ƲaFiripi 2:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kunyange zvake akanga ari zvimwechetezvo naMwari, haana kuti ndoramba ndakangoomerana nokuenzana naMwari ikoko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 iye, kunyaŋge akaŋga akafanana naMŋari, haana‐kuti kuenzana naMŋari ndicinhu cinofanira kuɓatisiswa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 iye, kunyange akanga akafanana naMwari, haana kuti kuenzana naMwari ndochinhu chinofanira kubatisiswa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kunyange zvake akanga ari zvimwechetezvo naMwari, haana kuti ndoramba ndakangoomerana nokuenzana naMwari ikoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kunyange zvake akanga ari zvimwechetezvo naMwari, haana kuti ndoramba ndakangoomerana nokuenzana naMwari ikoko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Uyo, kunyange aiva Mwari chaiye, haana kufunga kuti kuenzana naMwari chinhu chingabatisiswa, Viz kapitola |