ƲaFiripi 2:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Iye akanga achisuwira kwazvo kukuonai mose. Zvakamurwadza kwazvo kuti imi makanzwa kuti iye airwara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 ɀaakaŋga acikushuʋai ɀikuru imi mose, akatambudzika kwaɀo, nokuti imi makaŋga manzwa kuti unorwara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 zvaakanga achikushuvai zvikuru imi mose, akatambudzika kwazvo, nokuti imi makanga manzwa kuti anorwara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Iye akanga achisuwira kwazvo kukuonai mose. Zvakamurwadza kwazvo kuti imi makanzwa kuti iye airwara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Iye akanga achisuwira kwazvo kukuonai mose. Zvakamurwadza kwazvo kuti imi makanzwa kuti iye airwara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Nokuti anokushuvai mose uye ari kutambudzika nokuti makanzwa kuti akanga achirwara. Viz kapitola |