Online Bible

- Reklamy -

ƲaFiripi 2:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Naizvozvo ndinotarisira kumutumira kana ndangoona kuti zviri kundifambira sei.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino ndiye wandinoti ndicatuma kwamuri pakarepo, kana ndaʋona kuti ɀaŋgu ɀakaɗini;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino ndiye wandinoti ndichatuma kwamuri pakarepo, kana ndaona kuti zvangu zvakadini;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Naizvozvo ndinotarisira kumutumira kana ndangoona kuti zviri kundifambira sei.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Naizvozvo ndinotarisira kumutumira kana ndangoona kuti zviri kundifambira sei.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Naizvozvo, ndine tariro yokuti ndimutume nokukurumidza kana ndaona kuti zvinhu zvinondifambira sei.

Viz kapitola kopírovat

ƲaFiripi 2:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy