ƲaFiripi 2:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 nokuti Mwari anoshanda mamuri kuti mude uye kuti mumushandire zvaanoda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 nokuti ndiye Mŋari unoita mukati menyu kuɗa nokuita nokuɗa kwake kwakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 nokuti ndiye Mwari anoita mukati menyu kuda nokuita nokuda kwake kwakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 nokuti Mwari anoshanda mamuri kuti mude uye kuti mumushandire zvaanoda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 nokuti Mwari anoshanda mamuri kuti mude uye kuti mumushandire zvaanoda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 nokuti ndiMwari anoshanda mukati menyu kuti mude uye muite maererano nokuda kwake kwakanaka. Viz kapitola |