Online Bible

- Reklamy -

ƲaFiripi 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Mwari angatondipupurirawo kuti ndinokusuwai sei mose ndiine rudo runa Kristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Nokuti Mŋari capupu caŋgu kuti ndinokushuʋai mose ɀikuru netsitsi dzaKristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Nokuti Mwari chapupu changu kuti ndinokushuvai mose zvikuru netsitsi dzaKristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Mwari angatondipupurirawo kuti ndinokusuwai sei mose ndiine rudo runa Kristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Mwari angatondipupurirawo kuti ndinokusuwai sei mose ndiine rudo runa Kristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Mwari anogona kupupura kuti ndinokufungai sei imi mose norudo rwaKristu Jesu.

Viz kapitola kopírovat

ƲaFiripi 1:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy