ƲaFiripi 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndine chokwadi chokuti iye akatangisa basa iri rakanaka mamuri, acharipedzisa pazuva raKristu Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 ndiciziʋa cinhu ici, kuti iye wakataŋga ɓasa rakanaka mukati menyu, ucaripedzisa kuȿikira pazuʋa raKristu Jesu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 ndichiziva chinhu ichi, kuti iye akatanga basa rakanaka mukati menyu, acharipedzisa kusvikira pazuva raKristu Jesu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndine chokwadi chokuti iye akatangisa basa iri rakanaka mamuri, acharipedzisa pazuva raKristu Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ndine chokwadi chokuti iye akatangisa basa iri rakanaka mamuri, acharipedzisa pazuva raKristu Jesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 ndichiziva izvi, kuti iye akatanga basa rakanaka mamuri acharipedzisa kusvikira pazuva raKristu Jesu. Viz kapitola |