ƲaFiripi 1:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Tiri muhondo imwecheteyo yamakandiona ndichirwa uye yamunonzwa kuti ndichiri kungorwisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 imi mucirwa ʋo nokurwa uku kwamakaʋona kwandiri, kwamunonzwa kuti ndinorwa naɀino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 imi muchirwawo nokurwa uku kwamakaona kwandiri, kwamunonzwa kuti ndinorwa nazvino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Tiri muhondo imwecheteyo yamakandiona ndichirwa uye yamunonzwa kuti ndichiri kungorwisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Tiri muhondo imwecheteyo yamakandiona ndichirwa uye yamunonzwa kuti ndichiri kungorwisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 sezvo muri mukurwa kumwe chete uku kwamakandiona ndinako, uye kwamunoziva zvino kuti ndichinako. Viz kapitola |