Online Bible

- Reklamy -

ƲaFiripi 1:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Chikonzero ndechokuti pamusana paKristu makapiwa, kwete kuti mungodavira chete maari, asi kuti mumutambudzikirewo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Nokuti nokuɗa kwaKristu imi makatenderwa kuti murege kutenda kwaari ɓedzi, asi kuti mutambudzike ʋo nokuɗa kwake;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Nokuti nokuda kwaKristu imi makatenderwa kuti murege kutenda kwaari bedzi, asi kuti mutambudzikewo nokuda kwake;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Chikonzero ndechokuti pamusana paKristu makapiwa, kwete kuti mungodavira chete maari, asi kuti mumutambudzikirewo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Chikonzero ndechokuti pamusana paKristu makapiwa, kwete kuti mungodavira chete maari, asi kuti mumutambudzikirewo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Nokuti makapiwa imi, nokuda kwaKristu, kuti musangotenda kwaari bedzi, asi kuti mutambudzike nokuda kwake,

Viz kapitola kopírovat

ƲaFiripi 1:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy