Online Bible

- Reklamy -

ƲaFiripi 1:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 kuti muwane chikonzero chokupa mbiri kuna Kristu Jesu pamusana pangu nokuti ndiri kuuyazve kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 kuti muɀirumbidze ɀikuru munaKristu Jesu pamsoro paŋgu nokuɗa kwokudzokera kwaŋgu kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 kuti muzvirumbidze zvikuru muna Kristu Jesu pamusoro pangu nokuda kwokudzokera kwangu kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 kuti muwane chikonzero chokupa mbiri kuna Kristu Jesu pamusana pangu nokuti ndiri kuuyazve kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 kuti muwane chikonzero chokupa mbiri kuna Kristu Jesu pamusana pangu nokuti ndiri kuuyazve kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 kuitira kuti ndichinge ndadzoka kwamuri zvakare, mufaro wenyu muna Kristu Jesu ugozadziswa nokuda kwangu.

Viz kapitola kopírovat

ƲaFiripi 1:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy