Online Bible

- Reklamy -

ƲaFiripi 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Dai kuri kuti ndinoramba ndiri mupenyu ndingatoita basa rine chimuko. Zvino chokuti ndisarudze ipapa ndachishaya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ɀino kana ndicirarama panyama, iɀo ɀicandipa ɀiɓereko ɀokuɓata kwaŋgu; handiziʋi candicasanaŋgura;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zvino kana ndichirarama panyama, izvo zvichandipa zvibereko zvokubata kwangu; handizivi chandichasanangura;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Dai kuri kuti ndinoramba ndiri mupenyu ndingatoita basa rine chimuko. Zvino chokuti ndisarudze ipapa ndachishaya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Dai kuri kuti ndinoramba ndiri mupenyu ndingatoita basa rine chimuko. Zvino chokuti ndisarudze ipapa ndachishaya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Kana ndikaramba ndichirarama mumuviri, izvi zvichareva kubata kune zvibereko kwandiri. Asi ndichasarudzeiko? Handizivi!

Viz kapitola kopírovat

ƲaFiripi 1:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy