Online Bible

- Reklamy -

ƲaFiripi 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 nokuti ndinoziva kuti neminamato yenyu uye norubatsiro rwaMweya waJesu Kristu ndichanunurwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Nokuti ndinoziʋa kuti nokuɗa kwokukumbira kwenyu nokusimbiswa kwoMŋeya waJesu Kristu, iɀoɀi ɀicaʋa kuponeswa kwaŋgu,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Nokuti ndinoziva kuti nokuda kwokukumbira kwenyu nokusimbiswa kwoMweya waJesu Kristu, izvozvi zvichava kuponeswa kwangu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 nokuti ndinoziva kuti neminamato yenyu uye norubatsiro rwaMweya waJesu Kristu ndichanunurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 nokuti ndinoziva kuti neminamato yenyu uye norubatsiro rwaMweya waJesu Kristu ndichanunurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 nokuti ndinoziva kuti kubudikidza neminyengetero yenyu uye norubatsiro runopiwa noMweya waJesu Kristu, zvakaitika kwandiri zvichashanduka zvikava kusunungurwa kwangu.

Viz kapitola kopírovat

ƲaFiripi 1:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy