ƲaFiripi 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ichokwadi kuti vamwe vanoparidza Kristu pamusana peshanje uye zvamakakatanwa asi vamwe vanozviita nemwoyo wakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋamŋe haʋo ʋanoparidza Kristu negoɗo negakaʋa, ʋamŋe nomŋoyo wakanaka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Vamwe havo vanoparidza Kristu negodo negakava, vamwe nomwoyo wakanaka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ichokwadi kuti vamwe vanoparidza Kristu pamusana peshanje uye zvamakakatanwa asi vamwe vanozviita nemwoyo wakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ichokwadi kuti vamwe vanoparidza Kristu pamusana peshanje uye zvamakakatanwa asi vamwe vanozviita nemwoyo wakanaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ichokwadi kuti vamwe vanoparidza Kristu negodo uye negakava, asi vamwe nenzira yakanaka. Viz kapitola |