ƲaFiripi 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kuva mujeri kwangu kwakapa kuti ruzhinji rwevehama ruve nechivindi muna Tenzi uye vatova vanhu vasingambokatari zvavo kutaura Shoko raMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nehama zhinji munaShe, dzakasimbiswa nokusuŋgwa kwaŋgu, ʋonyanya kutsuŋga kuparidza shoko raMŋari ʋasiŋgatyi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Nehama zhinji muna Ishe, dzakasimbiswa nokusungwa kwangu, vonyanya kutsunga kuparidza shoko raMwari vasingatyi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kuva mujeri kwangu kwakapa kuti ruzhinji rwevehama ruve nechivindi muna Tenzi uye vatova vanhu vasingambokatari zvavo kutaura Shoko raMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kuva mujeri kwangu kwakapa kuti ruzhinji rwevehama ruve nechivindi muna Tenzi uye vatova vanhu vasingambokatari zvavo kutaura Shoko raMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Nokuda kwengetani dzangu, hama zhinji muna She dzakakurudzirwa kuti vataure shoko raMwari vakashinga zvikuru uye vasingatyi. Viz kapitola |