ƲaFiripi 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Hama dzangu ndingade kuti muzive kuti zvakaitika kwandiri zvakatobatsira kuenderera mberi kweShoko Rakanaka Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino ndinoɗa kuti muziʋe, hama dzaŋgu, kuti iɀo ɀakandiwira ɀakatofambisa Evaŋgeri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino ndinoda kuti muzive, hama dzangu, kuti izvo zvakandiwira zvakatofambisa Vhangeri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Hama dzangu ndingade kuti muzive kuti zvakaitika kwandiri zvakatobatsira kuenderera mberi kweShoko Rakanaka Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Hama dzangu ndingade kuti muzive kuti zvakaitika kwandiri zvakatobatsira kuenderera mberi kweShoko Rakanaka Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Zvino ndinoda kuti muzive, hama dzangu, kuti zvakaitika kwandiri zvakabatsira zvikuru kufambisa vhangeri. Viz kapitola |