Online Bible

- Reklamy -

ƲaFiripi 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 kuti mukwanise kusarudza chakanakisisa uye kuti muve vatsvene vasina chinoshoreka pamuri pazuva raKristu,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 kuti muidze muziʋe kuti ɀinhu ɀakanaka ndeɀipi, kuti muʋe ʋakarurama, ʋasinemhoȿa, kuȿikira pazuʋa raKristu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 kuti muedze muzive kuti zvinhu zvakanaka ndezvipi, kuti muve vakarurama, vasina mhosva, kusvikira pazuva raKristu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 kuti mukwanise kusarudza chakanakisisa uye kuti muve vatsvene vasina chinoshoreka pamuri pazuva raKristu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 kuti mukwanise kusarudza chakanakisisa uye kuti muve vatsvene vasina chinoshoreka pamuri pazuva raKristu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 kuitira kuti mugogona kunzwisisa kuti zvakaisvonaka ndezvipi uye muve vakachena uye mushayiwe chamungapomerwa kusvikira pazuva raKristu,

Viz kapitola kopírovat

ƲaFiripi 1:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy