ƲaEfeso 5:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 nokuti hapana munhu anovenga muviri wake. Asi anotoupa chokudya nokunyatsouchengetedza sezvinoita Kristu kusangano. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 nokuti hakunomunhu wakatoŋgoʋeŋga nyama yake; asi unoipa ɀokudya nokuiceŋgeta, Kristu seɀaanoitira kereke; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 nokuti hakuna munhu akatongovenga nyama yake; asi anoipa zvokudya nokuichengeta, Kristu sezvaanoitira sangano; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 nokuti hapana munhu anovenga muviri wake. Asi anotoupa chokudya nokunyatsouchengetedza sezvinoita Kristu kusangano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 nokuti hapana munhu anovenga muviri wake. Asi anotoupa chokudya nokunyatsouchengetedza sezvinoita Kristu kusangano. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Pana izvozvo zvose, hakuna munhu angavenga muviri wake, asi anoupa zvokudya uye anouchengeta, sezvinoita Kristu kukereke, Viz kapitola |