ƲaEfeso 4:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Itiranai zvakanaka muve nomwoyo murefu muchiregererana sokuregererwa kwamakaitwa naMwari muna Kristu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 muitirane mŋoyo munyoro, munzwirane tsitsi, mukaŋganwirane, seɀamakakaŋganwirwa naMŋari munaKristu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 muitirane mwoyo munyoro, munzwirane tsitsi, mukanganwirane, sezvamakakanganwirwa naMwari muna Kristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Itiranai zvakanaka muve nomwoyo murefu muchiregererana sokuregererwa kwamakaitwa naMwari muna Kristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Itiranai zvakanaka muve nomwoyo murefu muchiregererana sokuregererwa kwamakaitwa naMwari muna Kristu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Muitirane mwoyo munyoro uye munzwirane tsitsi, muchikanganwira mumwe nomumwe wenyu, sezvamakakanganwirwa naMwari muna Kristu. Viz kapitola |