ƲaEfeso 4:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Muregewo kutsamwisa Mweya Mutsvene waMwari nokuti ndiye wamakapiwa naye rupawo kuitira zuva reruponeso. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Regai kucemedza Mŋeya Mutȿene waMŋari, wamakaisirwa cisimbiso maari kuȿikira pazuʋa rokudzikinurwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Regai kuchemedza Mweya Mutsvene waMwari, wamakaisirwa chisimbiso maari kusvikira pazuva rokudzikinurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Muregewo kutsamwisa Mweya Mutsvene waMwari nokuti ndiye wamakapiwa naye rupawo kuitira zuva reruponeso. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Muregewo kutsamwisa Mweya Mutsvene waMwari nokuti ndiye wamakapiwa naye rupawo kuitira zuva reruponeso. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Uye musachemedza Mweya Mutsvene waMwari, uyo wakaitwa chisimbiso chenyu pazuva rokudzikinurwa. Viz kapitola |