ƲaEfeso 3:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndinofunga kuti makanzwa zvebasa renyasha dzaMwari routariri randakapirwa imi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 kana makanzwa henyu kugoʋerwa kwenyasha dzaMŋari dzandakapiwa pamsoro penyu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 kana makanzwa henyu kugoverwa kwenyasha dzaMwari dzandakapiwa pamusoro penyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndinofunga kuti makanzwa zvebasa renyasha dzaMwari routariri randakapirwa imi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndinofunga kuti makanzwa zvebasa renyasha dzaMwari routariri randakapirwa imi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvirokwazvo makanzwa zvokugoverwa kwenyasha dzaMwari dzakapiwa kwandiri nokuda kwenyu, Viz kapitola |