Online Bible

- Reklamy -

ƲaEfeso 2:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Paari ndipo pakabatanidzwa imba yose ichizokura muna Tenzi kuva Temberi inoera.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Maari imba yose yakasoŋganiswa kwaɀo, inokura, iʋe tembere tȿene munaShe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Maari imba yose yakasanganiswa kwazvo, inokura, ive temberi tsvene muna Ishe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Paari ndipo pakabatanidzwa imba yose ichizokura muna Tenzi kuva Temberi inoera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Paari ndipo pakabatanidzwa imba yose ichizokura muna Tenzi kuva Temberi inoera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Maari imba yose yakabatanidzwa pamwe chete uye inokura kuti ive temberi tsvene muna She.

Viz kapitola kopírovat

ƲaEfeso 2:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy