ƲaEfeso 2:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Nezvo hamuchisiri vaenzi kana vatorwa asi mava vagari vomo pamwe navatsvene nenhengo dzemhuri yaMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Naiɀoɀo, hamuzati muciri ʋaeni naʋatorwa, asi ʋobgo pamŋe cete naʋatȿene, naʋeimba yaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Naizvozvo, hamuzati muchiri vaeni navatorwa, asi matova pamwechete navatsvene, neveimba yaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Nezvo hamuchisiri vaenzi kana vatorwa asi mava vagari vomo pamwe navatsvene nenhengo dzemhuri yaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Nezvo hamuchisiri vaenzi kana vatorwa asi mava vagari vomo pamwe navatsvene nenhengo dzemhuri yaMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Saka, hamuchisiri vatorwa kana vaeni, asi vagari pamwe chete navanhu vaMwari uye mava veimba yaMwari, Viz kapitola |