ƲaEfeso 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 kuti Mwari arumbidzwe pamusana penyasha dzake dzisingatauriki dzaakatiitira nokuMwanakomana wake wapamwoyo pasina muripo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 kuti kunaka kukuru kwenyasha dzake dzaakaŋgotipa hake muMuɗikanwa wake, kurumbidzwe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 kuti kunaka kukuru kwenyasha dzake dzakangotipa hake muMudikanwi wake, kurumbidzwe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 kuti Mwari arumbidzwe pamusana penyasha dzake dzisingatauriki dzaakatiitira nokuMwanakomana wake wapamwoyo pasina muripo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 kuti Mwari arumbidzwe pamusana penyasha dzake dzisingatauriki dzaakatiitira nokuMwanakomana wake wapamwoyo pasina muripo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 kuti kunakisisa kwenyasha dzake dzaakangotipa hake muna Iye waanoda kurumbidzwe. Viz kapitola |