Titosi 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Anofanira kubatisisa kushoko rechokwadi sokudzidziswa kwazvakaitwa kuti agone kudzidzisa chidzidziso chechokwadi uye kugona kupwisa vanopesana naro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 unoɓatisisa shoko raɀokwaɗi, seɀarinodzidziswa, kuti agone kuraira nedzidziso yakarurama, nokukunda ʋanokakaʋara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 anobatisisa shoko rechokwadi, sezvarinodzidziswa, kuti agone kurayira nedzidziso yakarurama, nokukunda vanokakavara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Anofanira kubatisisa kushoko rechokwadi sokudzidziswa kwazvakaitwa kuti agone kudzidzisa chidzidziso chechokwadi uye kugona kupwisa vanopesana naro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Anofanira kubatisisa kushoko rechokwadi sokudzidziswa kwazvakaitwa kuti agone kudzidzisa chidzidziso chechokwadi uye kugona kupwisa vanopesana naro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Anofanira kubatisisa shoko rechokwadi sezvarakadzidziswa, kuitira kuti agokurudzira vamwe nedzidziso yakarurama uye agodzivisa vaya vanoipikisa. Viz kapitola |