Titosi 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Hwakazoratidzwa pachena mushoko rake, panguva kwayo nokuparidza kwandakaturirwa maererano nokukudzwa kwandakaitwa naMwari mununuri wedu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 asi paŋguʋa dzaɀo wakaziʋisa shoko rake nokuparidza kwandakapiwa nomurairo waMŋari, Muponesi weɗu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 asi panguva dzazvo akazivisa shoko rake nokuparidza kwandakapiwa nomurayiro waMwari, Muponesi wedu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Hwakazoratidzwa pachena mushoko rake, panguva kwayo nokuparidza kwandakaturirwa maererano nokukudzwa kwandakaitwa naMwari mununuri wedu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Hwakazoratidzwa pachena mushoko rake, panguva kwayo nokuparidza kwandakaturirwa maererano nokukudzwa kwandakaitwa naMwari mununuri wedu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 panguva yake yakatarwa akazivisa shoko rake nokuparidza kwandakapiwa nokurayira kwaMwari Muponesi wedu, Viz kapitola |