Rute 4:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Saka hama iya muridzi wenhaka paakati kuna Bhoazi, “Utenge zvako iwe.” Akabva abvisa shangu yake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino hama iyo yomumba ikati kunaBoazi: Ciɀiteŋgera hako uyo. Akabvisa shaŋgu yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino hama iyo yomumba ikati kuna Bhoazi, “Chizvitengera hako uyo.” Akabvisa shangu yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Saka hama iya muridzi wenhaka paakati kuna Bhoazi, “Utenge zvako iwe.” Akabva abvisa shangu yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Saka hama iya muridzi wenhaka paakati kuna Bhoazi, “Utenge zvako iwe.” Akabva abvisa shangu yake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Naizvozvo hama yapedyo, mudzikinuri akati kuna Bhoazi, “Chiutenga iwe.” Uye akabvisa shangu yake. Viz kapitola |