Rute 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kwamunofira ndokwandichafirawo, ikoko ndokwandichavigwawo. Kunyange rufu chairwo harufanire kutiparadzanisa; kana ndadaro Tenzi ngaandione, ngaandirege ndichiwirwa, nezvakatoomesesa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 pamunondofira, ndi’po pandicandofira neni ʋo, ndi’po pandicaʋigwa ʋo; Jehova ŋgaandiroʋe, arambe aciɗaro, kana imi neni tikaparadzaniswa necinhu, asi norufu ɓedzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 pamunondofira, ndipo pandichandofira neniwo, ndipo pandichavigwawo; Jehovha ngaandirove, arambe achidaro, kana imi neni tikaparadzaniswa nechinhu, asi norufu bedzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kwamunofira ndokwandichafirawo, ikoko ndokwandichavigwawo. Kunyange rufu chairwo harufanire kutiparadzanisa; kana ndadaro Tenzi ngaandione, ngaandirege ndichiwirwa, nezvakatoomesesa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kwamunofira ndokwandichafirawo, ikoko ndokwandichavigwawo. Kunyange rufu chairwo harufanire kutiparadzanisa; kana ndadaro Tenzi ngaandione, ngaandirege ndichiwirwa, nezvakatoomesesa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Pamunofira ndipo pandichafirawo, uye ndipo pandichavigwa. Jehovha ngaandirange, zvinorwadza kwazvo, kana pakava nechimwe chinhu chingatiparadzanisa kunze kworufu.” Viz kapitola |