Online Bible

- Reklamy -

Rute 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 ndopamungazovamirira here kusvikira vakura? Ndozvamungazvimisire kuroorwa navamwe here? Kweteka vanangu, nhamo yenyu inondirwadza mumwoyo chaizvo nokuti zvenhamo yangu iyi ndiTenzi akazvida.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 muŋgaʋamirira kuȿikira ʋakura here? Muŋgaramba kuwanikwa naʋamŋe ʋarume naiɀoɀo here? Kwete, ʋana ʋaŋgu, nokuti ndineshuŋgu kwaɀo nokuɗa kwenyu, nokuti ruʋoko rwaJehova runorwa neni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 mungavamirira kusvikira vakura here? Mungaramba kuwanikwa navamwe varume naizvozvo here? Kwete, vana vangu, nokuti ndine shungu kwazvo nokuda kwenyu, nokuti ruoko rwaJehovha runorwa neni.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 ndopamungazovamirira here kusvikira vakura? Ndozvamungazvimisire kuroorwa navamwe here? Kweteka vanangu, nhamo yenyu inondirwadza mumwoyo chaizvo nokuti zvenhamo yangu iyi ndiTenzi akazvida.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 ndopamungazovamirira here kusvikira vakura? Ndozvamungazvimisire kuroorwa navamwe here? Kweteka vanangu, nhamo yenyu inondirwadza mumwoyo chaizvo nokuti zvenhamo yangu iyi ndiTenzi akazvida.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 maizovamirira kusvikira vakura here? Mungazogara musina kuwanikwa nokuda kwavo here? Kwete, vanasikana vangu. Izvi zvandishungurudza kwazvo kupinda imi, nokuti ruoko rwaJehovha rwauya kuzorwisana neni!”

Viz kapitola kopírovat

Rute 1:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy