Ruka 9:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Johani akadavirawo woti, “Tenzi takaona munhu achidzinga mweya yakaipa muzita renyu tikamurambidza nokuti haasi wenzira imwechete nesu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Johane akapindura, akati: Tenzi, taʋona munhu aciɓuɗisa mŋeya yakaipa muzita renyu, tikamudziʋisa, nokuti haateʋeri nesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 Johani akapindura, akati, “Tenzi, taona munhu achibudisa mweya yakaipa muzita renyu, tikamudzivisa, nokuti haateveri nesu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Johani akadavirawo woti, “Tenzi takaona munhu achidzinga mweya yakaipa muzita renyu tikamurambidza nokuti haasi wenzira imwechete nesu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 Johani akadavirawo woti, “Tenzi takaona munhu achidzinga mweya yakaipa muzita renyu tikamurambidza nokuti haasi wenzira imwechete nesu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Johani akati, “Tenzi, takaona mumwe murume achidzinga madhimoni muzita renyu uye tikaedza kumudzivisa, nokuti haazi mumwe wedu.” Viz kapitola |