Ruka 9:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Jesu paakaona pfungwa dzaiva mumwoyo mavo akatora mwana muduku akamuisa parutivi pake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Asi Jesu, ɀaakaŋga aciziʋa kufuŋga kwemŋoyo yaʋo, akatora mŋana muɗuku, akamuisa parutiʋi rwake, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 Asi Jesu, zvaakanga achiziva kufunga kwemwoyo yavo, akatora mwana muduku, akamuisa parutivi rwake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Jesu paakaona pfungwa dzaiva mumwoyo mavo akatora mwana muduku akamuisa parutivi pake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Jesu paakaona pfungwa dzaiva mumwoyo mavo akatora mwana muduku akamuisa parutivi pake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Jesu, achiziva kufunga kwavo, akatora mwana muduku ndokumumisa parutivi rwake. Viz kapitola |