Ruka 9:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Pakamuka nharo pakati pavo yokuti ndiani mukuru kupinda vose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Ɀino nharo dzikamuka pakati paʋo, kuti ndiani mukuru kwaʋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 Zvino nharo dzikamuka pakati pavo, kuti ndiani mukuru kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Pakamuka nharo pakati pavo yokuti ndiani mukuru kupinda vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Pakamuka nharo pakati pavo yokuti ndiani mukuru kupinda vose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Nharo dzakatanga pakati pavadzidzi dzokuti mukuru ndiani. Viz kapitola |