Online Bible

- Reklamy -

Ruka 9:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Paaitaura izvi, gore rakauya rikavafukidza vakabatwa nokutya pavaipinda mugore iroro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Wakati acataura iɀoɀo, gore rikaʋuya, rikaʋafukidza; ʋakatya ʋacipinda mugore.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Akati achataura izvozvo, gore rikauya, rikavafukidza; vakatya vachipinda mugore.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Paaitaura izvi, gore rakauya rikavafukidza vakabatwa nokutya pavaipinda mugore iroro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Paaitaura izvi, gore rakauya rikavafukidza vakabatwa nokutya pavaipinda mugore iroro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Akati achiri kutaura izvi, gore rakasvika rikavafukidza, uye vakatya pavakapinda mugore.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 9:34

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy