Ruka 9:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Paakanga achinamata, uso hwake hwakasanduka, hanzu dzake dzikachena zvokungarikira kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino wakati acinyeŋgetera, mugarire weciso cake ukashanduka, ŋguʋo dzake dzikacena dzikapenya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Zvino akati achinyengetera, uso hwake hwakashanduka, nguo dzake dzikachena dzikapenya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Paakanga achinamata, uso hwake hwakasanduka, hanzu dzake dzikachena zvokungarikira kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Paakanga achinamata, uso hwake hwakasanduka, hanzu dzake dzikachena zvokungarikira kwazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Akati achinyengetera, kuonekwa kwechiso chake kwakashanduka, nguo dzake dzikachena dzikapenya sokupenya kwemheni. Viz kapitola |