Ruka 9:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mushure memazuva masere Jesu ataura izvi, akatora Pita naJohani naJemusi vakakwira mugomo kundonamata. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Mashoko iwayo akati apera kutaurwa mazuʋa aneŋge masere, akatora Petro naJohane naJakobo, akakwira mugomo kundonyeŋgetera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Mashoko iwayo akati apera kutaurwa mazuva anenge masere, akatora Petirosi naJohani naJakobho, akakwira mugomo kundonyengetera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mushure memazuva masere Jesu ataura izvi, akatora Pita naJohani naJemusi vakakwira mugomo kundonamata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mushure memazuva masere Jesu ataura izvi, akatora Pita naJohani naJemusi vakakwira mugomo kundonamata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mazuva angasvika masere akati apera, shure kwokunge Jesu ataura izvozvo, akatora Petro naJohani naJakobho pamwe chete naye akakwira mugomo kundonyengetera. Viz kapitola |