Ruka 9:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nokuti zvinobatsireiko munhu kuwana zvinhu zvapasi pose asi achizvirasa achizviparadza iye pachake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Nokuti munhu ucaɓatsirweiko, kana awana nyika yose, akaɀirasha nokuɀitadzira? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Nokuti munhu achabatsirweiko, kana awana nyika yose, akazvirasa nokuzvitadzira? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nokuti zvinobatsireiko munhu kuwana zvinhu zvapasi pose asi achizvirasa achizviparadza iye pachake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Nokuti zvinobatsireiko munhu kuwana zvinhu zvapasi pose asi achizvirasa achizviparadza iye pachake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Ko, munhu achabatsirwei kana akawana nyika yose, asi agorasikirwa noupenyu hwake. Viz kapitola |