Online Bible

- Reklamy -

Ruka 9:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Zvakaitika kuti zvaakanga achinamata oga, vadzidzi vakanga vanaye. Akavabvunza kuti, “Ko vanhu vanonditi ndini ani?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino wakati acinyeŋgetera ari oga, ʋadzidzi ʋake ʋakaŋga ʋanaye; akaʋabvunza, aciti: Ʋanhu ʋazhinji ʋanoti ndini aniko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino akati achinyengetera ari oga, vadzidzi vake vakanga vanaye; akavabvunza, achiti, “Vanhu vazhinji vanoti ndini aniko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Zvakaitika kuti zvaakanga achinamata oga, vadzidzi vakanga vanaye. Akavabvunza kuti, “Ko vanhu vanonditi ndini ani?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Zvakaitika kuti zvaakanga achinamata oga, vadzidzi vakanga vanaye. Akavabvunza kuti, “Ko vanhu vanonditi ndini ani?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Rimwe zuva Jesu akati achinyengetera ari oga uye vadzidzi vake vakanga vanaye, akavabvunza akati, “Vanhu vazhinji vanoti ndini aniko?”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 9:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy