Ruka 9:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Jesu akatora zvingwa zviya zvishanu nehove mbiri dziya akatarisa kudenga ndozvikomborera ndokuzvimedura akazvipa kuvadzidzi kuti vazvipe kuvanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ipapo akatora ɀiŋgwaɀishanu nehoʋe mbiri, akatarira kuɗeŋga, akaʋoŋga, akaɀimeɗura, ndokupa ʋadzidzi kuti ʋaise pamberi paʋanhu ʋazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Ipapo akatora zvingwa zvishanu nehove mbiri, akatarira kudenga, akavonga, akazvimedura, ndokupa vadzidzi kuti vaise pamberi pavanhu vazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Jesu akatora zvingwa zviya zvishanu nehove mbiri dziya akatarisa kudenga ndozvikomborera ndokuzvimedura akazvipa kuvadzidzi kuti vazvipe kuvanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Jesu akatora zvingwa zviya zvishanu nehove mbiri dziya akatarisa kudenga ndozvikomborera ndokuzvimedura akazvipa kuvadzidzi kuti vazvipe kuvanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akati atora zvingwa zvishanu nehove mbiri akatarisa kudenga, akavonga ndokuzvimedura. Ipapo akazvipa kuvadzidzi kuti vaise pamberi pavanhu. Viz kapitola |