Online Bible

- Reklamy -

Ruka 8:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Mumwe mukadzi aiva nechirwere chebaro kwamakore gumi namaviri, akanga apedzera zvose zvaimuraramisa kun'anga asi hapana akakwanisa kumurapa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Ipapo mumŋe mukadzi, waiʋa nokurwara kwokuɓuɗa ropa makore anegumi namaʋiri, wakaŋga apedzera paŋaŋga ɀose ɀaairarama naɀo, asiŋgaporeswi neimŋe,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Ipapo mumwe mukadzi, aiva nokurwara kwokubuda ropa makore ane gumi namaviri, akanga apedzera pan'anga zvose zvaairarama nazvo, asingaporeswi neimwe,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Mumwe mukadzi aiva nechirwere chebaro kwamakore gumi namaviri, akanga apedzera zvose zvaimuraramisa kun'anga asi hapana akakwanisa kumurapa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Mumwe mukadzi aiva nechirwere chebaro kwamakore gumi namaviri, akanga apedzera zvose zvaimuraramisa kun'anga asi hapana akakwanisa kumurapa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Uye paiva nomumwe mukadzi aiva nechirwere chokubuda ropa kwamakore gumi namaviri, asi kusina munhu aigona kumuporesa.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 8:43

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy