Ruka 8:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 nokuti aiva nomwanasikana mumwechete oga aiva namakore anenge gumi namaviri akanga avakuda kufa. Paakanga achiendako, vanhu vakanga vakamukomberedza vakanga vachidzvinyirirana naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Nokuti wakaŋga anomukunda mumŋe cete, waiʋa namakore aneŋge gumi namaʋiri, wakaŋga otandadza. Ɀino wakati acienda, ʋanhu ʋazhinji ʋakamumanikidza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Nokuti akanga anomukunda mumwechete, waiva namakore anenge gumi namaviri, akanga atotandadza. Zvino akati achienda, vanhu vazhinji vakamumanikidza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 nokuti aiva nomwanasikana mumwechete oga aiva namakore anenge gumi namaviri akanga avakuda kufa. Paakanga achiendako, vanhu vakanga vakamukomberedza vakanga vachidzvinyirirana naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 nokuti aiva nomwanasikana mumwechete oga aiva namakore anenge gumi namaviri akanga avakuda kufa. Paakanga achiendako, vanhu vakanga vakamukomberedza vakanga vachidzvinyirirana naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 nokuti mwanasikana wake akanga achingova mumwe oga, musikana aiva namakore anenge gumi namaviri, akanga ava kufa. Jesu akati achiendako, vanhu vazhinji vakange vachamutsikirira. Viz kapitola |