Online Bible

- Reklamy -

Ruka 8:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Zvino vanhu vose vemunharaunda yenyika yeGerasini vakamukumbira kuti abve zvake kwavari nokuti vakabatwa nokutya kukuru. Nokudaro Jesu akapinda mugwa ndokubva adzokera.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ʋanhu ʋose ʋenyika yakapoteredza yaʋaGerasa ʋakakumbira kwaari kuti abve kwaʋari, nokuti ʋakaŋga ʋaɓatwa nokutya kukuru. Akapinda mugwa, akadzoka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Vanhu vose venyika yakapoteredza yavaGerasa vakakumbira kwaari kuti abve kwavari, nokuti vakanga vabatwa nokutya kukuru. Akapinda muigwa, akadzoka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Zvino vanhu vose vemunharaunda yenyika yeGerasini vakamukumbira kuti abve zvake kwavari nokuti vakabatwa nokutya kukuru. Nokudaro Jesu akapinda mugwa ndokubva adzokera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Zvino vanhu vose vemunharaunda yenyika yeGerasini vakamukumbira kuti abve zvake kwavari nokuti vakabatwa nokutya kukuru. Nokudaro Jesu akapinda mugwa ndokubva adzokera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Ipapo vanhu vose vomunyika yeGerase vakakumbira Jesu kuti abve kwavari, nokuti vakanga vabatwa nokutya. Saka akapinda mugwa akaenda.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 8:37

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy