Ruka 8:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Mweya yakaipa yakabuda mumunhu uya ikapinda munguruve dziya. Danga riya rakati ware roteremuka napamawere marefu ndiye rove rove mugungwa kunyura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Mŋeya yakaipa ikaɓuɗa kumunhu, ikapinda muŋguruʋe; ipapo ɓoka rakamhanyira kumawere kuguŋgwa, rikaɓitirirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Mweya yakaipa ikabuda kumunhu, ikapinda munguruve; ipapo boka rakamhanyira kumawere kugungwa, rikagaramo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Mweya yakaipa yakabuda mumunhu uya ikapinda munguruve dziya. Danga riya rakati ware roteremuka napamawere marefu ndiye rove rove mugungwa kunyura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Mweya yakaipa yakabuda mumunhu uya ikapinda munguruve dziya. Danga riya rakati ware roteremuka napamawere marefu ndiye rove rove mugungwa kunyura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Madhimoni akati abuda mumunhu uyo akandopinda munguruve, uye boka renguruve rakamhanyira kumawere kugungwa rikanyuramo. Viz kapitola |