Ruka 7:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 ndosakawo ndazviona ndiri asingakodzeri kuuya kwamuri. Asi ingotaurai izwi chete, muranda wangu achapora, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 naiɀoɀo ndakati handifaniri kuʋuya kwamuri; asi taurai henyu shoko, muranda waŋgu ucapora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 naizvozvo ndakati handifaniri kuuya kwamuri; asi taurai henyu shoko, muranda wangu achapora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 ndosakawo ndazviona ndiri asingakodzeri kuuya kwamuri. Asi ingotaurai izwi chete, muranda wangu achapora, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 ndosakawo ndazviona ndiri asingakodzeri kuuya kwamuri. Asi ingotaurai izwi chete, muranda wangu achapora, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ndokusaka ndisina kumbofunga kuti ini ndive nekodzero yokuuya kwamuri. Asi, taurai henyu shoko, uye muranda wangu achapora. Viz kapitola |