Ruka 7:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Jesu ndokuti kumukadzi uya, “Zvitadzo zvako zvaregererwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Ɀino akati kwaari: Wakaŋganwirwa ɀiʋi ɀako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 Zvino akati kwaari, “Wakanganwirwa zvivi zvako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Jesu ndokuti kumukadzi uya, “Zvitadzo zvako zvaregererwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 Jesu ndokuti kumukadzi uya, “Zvitadzo zvako zvaregererwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Ipapo Jesu akati kwaari, “Zvivi zvako zvaregererwa.” Viz kapitola |